
az - live no more ft mickey b (prod by taffty) كلمات أغنية
live no more (ft mickey b)
ooouhhh yeah
it’s az on the beats
produced by taffty
shout out to mickey
chorus az /hook
i don’t wanna live no more
with the pain that i get from people
people don’t love who l am
kana zvakadaro ngazvigare
i don’t wanna live no more
with the pain that i get from people
people don’t love who l am
kana zvakadaro ngazvigare
ngazvigare (x 6)
verse _ az
kuchema kw_ngu ini kwanyaya
they don’t see my wounds zvondirwadza
hama dzangu dzese dzakandidammer
kuita kunge ndakacheka hukama
i cry every time
life yacho inеnge inoda vanhu vane mari
it’s like a crimе
zvimwe zvacho ndati zvakutoda imimi mwari
i know ndinoramba ndichinamata
ndinoziva kuti muchadaira
sometimes zvinhu zvacho zvondiremera
asi mumoyo ndinoramba ndakatsungira
chorus/hook
i don’t wanna live no more
with the pain that i get from people
people don’t love who l am
kana zvakadaro ngazvigare
i don’t wanna live no more
with the pain that i get from people
people don’t love who l am
kana zvakadaro ngazvigare
ngazvigare (x 6)
verse 2 _ mickey b
ndikurarama netoo much pain
zvandishungurudza zvandikwadza brain
sometimes ndog_ya dai ndaswitcher lane
i don’t know masango achachena when
dai jah_jah matongobreaker chain
cause i just want to be free
ndatonetaneta nekupandapanda
zvimwe zvacho zvoda imi
hupenyu hwuri hard mumastreets
nhamo yatondipa defeat
ndongochema chema
zvikurema rema
chandasarwa nacho mweya wekufema
ayy
outro/hook
kana zvakadaro ngazvigare
ngazvigare (x 6)
كلمات أغنية عشوائية
- dempsey hope - strange كلمات أغنية
- farhan mahe - mine كلمات أغنية
- tora - taste كلمات أغنية
- lena (vnm) - only me كلمات أغنية
- greeeen - キミマツ (kimimatsu) كلمات أغنية
- queentingz, changethebio - nicki minaj - chun-li (queentingz remix) كلمات أغنية
- lefa - interview كلمات أغنية
- malte fridsén - brev från italien كلمات أغنية
- t.o.l.d. - грани (facets) كلمات أغنية
- hollow - seeing colour كلمات أغنية