kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

alpha - jesu makanaka كلمات الأغنية

Loading...

makanaka jesu
makanaka jesu
simudza ruoko uchitii makanaka jesu
unochemeiko
unotambudzikaaa
hauzivi he ere kuti kune umwe akafira iwe
haa
iye anozvigona
cha 3
jesu anozvigona haaa

zvekutura mutoro wako unorema
anozvogona
huyai timuruumbidze 2

iye anoshamisa ishe jesu
huyai timurumbidze
unochema chema
unochema chema
aihwa watambudzika
unotambudzika
hauzivi here.
hauzive here kuti kune mumwe wakafira iwe
ukuchema unochemeiko
unochema chema
aiwa watambudzika
unotambudzika
hauzivi here kuti kune mumwe wakafira iwe

ishe jesu makanaka
makanaka jesu(aiwa jesu makanaka)
makanaka jesu (simudza ruoko rwako)
simudza ruoko rwako uchiti(hee makanaka)

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغاني الشهيرة

Loading...