
alick macheso - ziva zvaunoda كلمات أغنية
[verse 1]
hupenyu hunochinakidza zvaunoda chero nguva
zvichiyenda nekuti unozvifambisawo sei
kwete kungoita zindoinda ndonozvionera mberiyo_o_o
hupenyu hunochinakidza zvaunoda chero nguva
zvichiyenda nekuti unozvifambisawo sei
kwete kungoita zindoinda ndonozvionera mberiyo_o_o
mwari vanotara zvazviri zvisinei nezvaani
kosha nezvauri usati waongorora nhingi
kushora zvauri, kunevamwe ari machena
zvakakupa kutadza kuziva nepaumire chaipo_o_o
mwari vanotara zvazviri zvisinei nezvaani
kosha nezvauri usati waongorora nhingi
kushora zvauri, kunevamwe ari machena
zvakakupa kutadza kuziva nepaumire chaipo_o_o
[verse 2]
ziva zvaunoda usati watangana nazvo
ita ini ndinosvika kwete kusvikirwa. (naaniko iwe uripo?)
ziva zvaunoda usati watangana nazvo
ita ini ndinosvika kwete kusvikirwa. (naaniko iwe uripo?)
[verse 3]
zidenhe rakakanya vamwе vachifunga kuti vazvigona
kusaziva hufa kuti watowedzera mufudze, (gogo iro)
zidеnhe rakakanya vamwe vachifunga kuti vazvigona
kusaziva hufa kuti watowedzera mufudze, (gogo iro)
[verse 4]
varipo vamwe vedu vana gudza mudungwe
varipo vamwe vedu vana gudza mudungwe
pane vamwe vedu vanoita sehozhwa
pane vamwe vedu vanoita sehozhwa
inozodzoka shure yanza kuti yabondera
inozodzoka shure yanza kuti yabondera
[verse 5]
nguva yapera hona, kwauri nguva yapera hona
nguva yapera hona, kwauri nguva yapera hona
[verse 6]
ukakurumidza k_medza kutsenga uchada hokoyo, hokoyo
ukakurumidza k_medza kutsenga uchada hokoyo, hokoyo
ukakurumidza k_medza kutsenga uchada chenjera chenjera
ukakurumidza k_medza kutsenga uchada chenjera chenjera
nguva yapera hona, kwauri nguva yapera bhururu
nguva yapera hona, kwauri nguva yapera hama
كلمات أغنية عشوائية
- the sounds - sail into the sun كلمات أغنية
- a$ap kremmy, lil hark - overrated. كلمات أغنية
- lost frequencies & netsky - here with you كلمات أغنية
- chillange - sou tudo sou nada كلمات أغنية
- rozbójnik alibaba x jan borysewicz - ty & ja كلمات أغنية
- dexta daps - scared to love كلمات أغنية
- swet shop boys - zayn malik كلمات أغنية
- coma cinema - greater vultures كلمات أغنية
- suur papa - tsirkus كلمات أغنية
- passage - have you heard the word كلمات أغنية