alick macheso - tafadzwa كلمات الأغنية
[chorus: al!ck macheso]
tafadzwa nyarara (nyarara) unyararise
denga rinoziva iro (denga rinozivawo)
tariro nyarara (nyarara) unyararise
mwari vanozivawo (mwari vanoziva iwe)
[verse 1: al!ck macheso]
vangaite zvavanoda urambe wakanyarara
chero uchiona uchiziva denga rine nyashawo, (rinenyasha kuziva tiri vana varo)
vangaite zvavanoda urambe wakanyarara
chero uchiona uchiziva denga rinenyashawo
[verse 2: al!ck macheso]
taridza hushingi mukurarama kwako
uenderere mberi nehupenyu hwako kusvika wasvikawo
(uenderere mberiwo uuuunoguma wasvika)
taridza hushingi mukurarama kwako
uenderere mberi nehupenyu hwako kusvika wasvikawo
[verse 3: al!ck macheso]
zvakaitwa ndizvozvo hakuna zvichaitika
zve chasara izuva rake sezvaiitira vamwe
(izuva rakeeee)
zvakaitwa ndizvozvo hakuna zvichaitika
zve chasara izuva rake sezvaiitira vamwе
كلمات أغنية عشوائية
- feastem - in isolation we die كلمات الأغنية
- ic3peak - hey كلمات الأغنية
- i bisonti - lunga domenica كلمات الأغنية
- neighbor lady - scared كلمات الأغنية
- zachswacc - where’s the faith كلمات الأغنية
- foy willing and the riders of the purple sage - my heart is blind كلمات الأغنية
- advance* - christ like كلمات الأغنية
- xiaoling - hullám كلمات الأغنية
- angeline quinto - pagbigyang muli كلمات الأغنية
- drizzy tae - still drizzy كلمات الأغنية