alick macheso - shedia كلمات الأغنية
[verse 1]
handibvi pano chero zvodini vamwene vangu
murume w_ngu nehama dzose vachindida ava
mhaka yangu ini nemi handizive
muchazoguma maidura nerimwe zuva imi
handibvi pano chero zvodini vamwene vangu
murume w_ngu nehama dzose vachindida ava
mhaka yangu ini nemi handizive
muchazoguma maidura nerimwe zuva imi
ndakambobvunza vatete amai jona
kuti, “mai vanondidarireiko ini?”
zvikanzi, “iwe muroora wotoshinga
tsunga moyo zvinowanikwa muhupenyu umu”
ndakambobvunza vatete amai jona
kuti, “mai vanondidarireiko ini?”
zvikanzi, “iwe muroora wotoshinga”
tsunga moyo zvinowanikwa muhupenyu umu”
rakazosvika zuva rekunzwa chokwadi cheruvengo
“mwana w_ngu zvaainditira kare hapachina
hazvisirizvo zvaavekuita makore ano
kuda ndiwe wavek_mudziva dziva”
rakazosvika zuva rekunzwa chokwadi cheruvengo
“mwana w_ngu zvaainditira kare hapachina
hazvisirizvo zvaavekuita makore ano
kuda ndiwe wavek_mudziva dziva”
hiya
[verse 2]
rera vana shedi iwe iwe
rera vana shedia
rera vana shedi iwe iwe
rera vana shedia
chengeta vana shedi iwe iwe
chengeta vana shedia
chengeta vana shedi iwe iwe
chengeta vana shedia
vaka imba shedi iwe iwe
vaka imba shedia
vaka imba shedi iwe iwe
vaka imba shedia
gara mushe shedi muroora
gara mushe shedia
gara mushe shedi muroora
gara mushe shedia
vamwene havarondwe
vamwene havarondwe
ende moyo wekubereka
uye moyo wekubereka
[verse 3]
hachidzorwe, chitema hachidzorwee
hachidzorwe, chitema hachidzorwee
hachidzorwe, chitema hachidzorwee
كلمات أغنية عشوائية
- nessa barrett - fuckmarrykill (paroles françaises étendues) كلمات الأغنية
- gabby! - chemic4ls كلمات الأغنية
- lady diana - я снова одна (i'm alone again) كلمات الأغنية
- corio - like my wrongs كلمات الأغنية
- spider gang - message to the fallen كلمات الأغنية
- vanishing twin - you are not an island كلمات الأغنية
- nikiforova x nesterova - service كلمات الأغنية
- fyre كلمات الأغنية
- ahtiii* - iunie mi-a dat semne كلمات الأغنية
- demonic-eyed - ochranca كلمات الأغنية