alick macheso - mwari wenyasha كلمات الأغنية
[verse 1]
mwari wekudenga, mwari wevafumi, mwari wevaranda
mwari wekudenga, mwari wevafumi, mwari wenyasha
heuno muvhunzo, todini, todini, todini, todini?
[verse 2]
imhodzi rudzii yamadyara matiri mambo isingamere nekutumbuka
isingakohwewe, iyoyi iyoyi iyoyi iyoyi?
[verse 3]
dura rayo riripi zvose netsapi dzayo dziripi?
dai zvaiwanikwa ndaisva ndavesera moto zvikatsva
posare rota rinotsvairwa nemhepo yedenga iyoyi iyoyi iyoyi
[verse 4]
pane apuhwa makomborero hatifarire seiko?
pane kuti timuzembere tigovawo neyambutso naye
tofamba naye mumagutwa nemunzara
[verse 5]
pane rudo vamwe tinofara mumwe anotsamwa
panekuti timubvunze tozorondawo matsimba erudo
murudo, mazirudo, e e rudo
[chorus]
musayerure mhumhu tererai mashoko
iwo mazambuko wani zvaakasiyana
musayerure mhumhu tererai mashoko
iwo mazambuko wani zvaakasiyana
vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa
vakamushora kwahi anorwara uyu
musayerure mhumhu tererai mashoko
iwo mazambuko wani zvaakasiyana
vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa
vakamushora kwahi anorwara uyu
musayerure mhumhu tererai mashoko
iwo mazambuko wani zvaakasiyana
ini ndakaponera mukati kati mechaunga
ini ndakayambukira mukati mevanhu hobho
musayerure mhumhu tererai mashoko
iwo mazambuko wani zvaakasiyana
ini ndakaponera mukati kati mechaunga
joe akayambuka akabata vhende
musayerure mhumhu tererai mashoko
iwo mazambuko wani zvaakasiyana
كلمات أغنية عشوائية
- sirenia - the 12th hour كلمات الأغنية
- bad seed rising - fighting gravity كلمات الأغنية
- sabrina carpenter - feels like loneliness كلمات الأغنية
- bürdel king - sex & roll كلمات الأغنية
- devvon terrell - im not the only one (cover) كلمات الأغنية
- marnie stern - year of the glad كلمات الأغنية
- cigarettes after sex - nothing's gonna hurt you baby كلمات الأغنية
- bob marley and the wailers - the heathen كلمات الأغنية
- thea van seijen - fight for you كلمات الأغنية
- andi young - lonely child كلمات الأغنية