alick macheso - murume كلمات أغنية
[verse 1: al!ck macheso]
murume kana uchinge washinga kuroora chiziva kuti mukadzi ndewako
usamboshungurudza
k_murwadzisa kusvika pakufunga kuti ko ndasiyana
nezvandaive ndiri here kare, ko kunge kusema kwabvepikozve?
murume kana uchinge washinga kuroora chiziva kuti mukadzi ndewako
usamboshungurudza
k_murwadzisa kusvika pakufunga kuti ko ndasiyana
nezvandaive ndiri here kare, ko kunge kusema kwabvepikozve?
[verse 2: al!ck macheso]
vana baba tinokakanganwa kuti unhu hwedu naivo madzimai hwakasiyana
wototora mukana sekuti amai vanoyamwisa pfungwa nemeso
huona sekunge vatokwegura rudo rwakare ruya makavigepi?
vana baba tinokakanganwa kuti unhu hwedu naivo madzimai hwakasiyana
wototora mukana sekuti amai vanoyamwisa pfungwa nemeso
huona sekunge vatokwegura rudo rwakare ruya makavigepi?
vhukunyurai maiwee rubude pachena hoo
vhukunyurai maiwee rubude pachena hoo
[verse 3: al!ck macheso]
makore mangani amagara muri baba namai
dai asingade dai akaenda zvichangotanga
zvimwe tisu varume tinokonzera mabasa erima
makore mangani amagara muri baba namai
dai asingade dai akaenda
zvichangotanga zvimwe tisu varume tinokonzera mabasa
erima
mudzimai anokura rumwechete kana ada anopa rudo rwakaperera kwauri iwe
mudzimai anokura rumwechete kana ada anopa rudo rwakaperera kwauri iwe
musikana anokura rumwechete kana ada anopa rudo rwakaperera kwauri iwe
kana wamudaro achafunga zvipi
semukadzi wako iye wawakashara kunyangwe murudo wotomutasanura sei?
[chorus: al!ck macheso]
kana wamudaro achafunga zvipi
semukadzi wako iye wawakashara kunyangwe
murudo wotomutasanura sei odiniko mumwe w_ngu?
vanamaihwe (nguva ndiyoi)
vanamai (nguva ndiyoi)
vanamaihweee (nguva ndiyoi)
ratidzai (nguva ndiyoi)
varume ndevenyu (nguva ndiyoi)
vanababa (nguva ndiyoi)
vanababahwee (nguva ndiyoi)
ratidzai (nguva ndiyoi)
madzimai ndenyu (nguva ndiyoi)
chikomana (nguva ndiyoi)
chikomahwee (nguva ndiyoi)
ratidzawo (nguva ndiyoi)
musikana ndewako
كلمات أغنية عشوائية
- kvse - paranoia remix كلمات أغنية
- mohand baha - chronos (interlude) كلمات أغنية
- sunboy (irn) - uppercut كلمات أغنية
- smurgy - tempest كلمات أغنية
- the flaming lips & nell smith - no more shall we part كلمات أغنية
- marie reim - oh santa كلمات أغنية
- ikarus feel - nieprawdy كلمات أغنية
- logic - queen كلمات أغنية
- kid kash - nolove كلمات أغنية
- jimmy “the crow” smith(young jimmy) - davincii كلمات أغنية