alick macheso - murondatsimba كلمات الأغنية
[verse 1: al!ck macheso]
pamusoroi kwamuri vana murondatsimba woye, woye
vana mhizha nyope, hero shoko
pamusoroi kwamuri vana murondatsimba woye, woiye
vana mhizha nyope, hero shoko, uhwee, uhwe
[verse 2: al!ck macheso]
baba honaiwo honai, imi honaiwo ishe tarirai
baba honaiwo honai, imi honaiwo ishe tarirai
imi vaudzeiwo, vaudzei, imi vaudzeiwo vagoziva
imi vaudzeiwo, vaudzei, imi vaudzeiwo vagoziva
kunyanya ivo vana murondatsimba ava
pandamwaya gorosi ivo vanouya vomwaya nyemba hunde
kunyanya ivo vana murondatsimba ava
pandamwaya gorosi ivo vanouya vomwaya nyemba hunde
vapupuri pupurai, pupuraiwo pupurai zvamunonzwa hunde
vapupuri pupurai, pupuraiwo pupurai zvamunonzwa hunde
[pre_chrous: al!ck macheso]
nguva huru sei yandinotora ndichigadzirira?
nguva huru sei yandinotora ndichigadzirira?
makore mangani andinotora ndichinyora?
makore mangani andinotora ndichinyora?
murondatsimba umire muberere k_mirira ndi_recorde
kana ndatsikisa wogowana zvekutora
iwe woimba kuita zvako
ibvapo iwe, hausvodi

ibvapo iwe hausvodi, huu_huu, ah, ah
كلمات أغنية عشوائية
- gbg - les belles histoires كلمات الأغنية
- vxlious - golden boy كلمات الأغنية
- heart br8k rebel - forever high كلمات الأغنية
- pancho zuluu - trappa كلمات الأغنية
- missed opportunities - i93 كلمات الأغنية
- farmacia - zrno pijeska كلمات الأغنية
- istasha - fever dreams كلمات الأغنية
- gve monmon - wait! كلمات الأغنية
- benoit - tamagotchi كلمات الأغنية
- kim viera - she wolf (falling to pieces) كلمات الأغنية