alick macheso - monalisa كلمات الأغنية
[verse 1]
zvinofadza sei vamwe vangu
zvandakakuudzai ndinaye w_ngu uyo_o_o
mungafara sei nhai amai
zvandakakuudzai ndinaye w_ngu
mona, pondosvika ndipo paanonzwa moyo kusununguka
sezvo akatsidzira, murudo nemukutambura
mukuronga ramangwana, ngarive rine pundutso
[verse 2]
baba na amai kureva kwavo kwakare ngekweshingiso
kuvana avo (mona)
baba na amai manzwi avo akare ngeekundiso
ngaaite moyo mutsvene, sehutsvene hwaainahwo
zvikanzi zvaitwa museyamwa, mhuri dzinza rakura
pfungwa dzekurera kuzadzikisa huchechetere hwake
huve huine pundutso
[verse 3]
kuroora izita, sechitsungo chaakatsungira
mukuda kuroorwa uko (mona)
kuroora izita, sechitsungo chaakatsungira
ndiyeyu mumwechete iyeye
mutoreiwo semwana wemumba
mokwetekwete marara muruvanze
zviito zvenyu zvive zviine pundutso
haya
[verse 4]
variko uyo nauyo, vasingade kuona nhingi achidanana nanhingi
variko joe na sammy, vasingade kuona musa achidanana nambire
ndakakuudzai wani, zvamaona zvishoma zvichakugwabvurai moyo yenyu
ndakakuudzai wani, zvamaona zvishoma zvichakugwabvurai moyo
yenyu, yenyu, yenyu
[verse 5]
zvinofadza sei (mwana uya zvandave naye)
zvinofadza sei (mona zvaava mai vemba)
muchafarire poyi? (mwana uya zvandave naye)
muchafarire poyi? (mona zvaava mai vemba)
hoiye hoiye iye (mwana uya zvandave naye)
hoiye hoiye iye (mona zvaava mai vemba)
[chorus]
zvakanaka zvakadaro (zvakadaro)
zvakanaka zvinodiwa nemunhu wese (neni ndinozvidawo)
zvakanaka zvakadaro (zvakadaro)
zvakanaka zvinodiwa nemunhu wese (neni ndinozvidawo)
zvakanaka zvakadaro (kupinda muchato, chero neniwo)
zvakanaka zvinodiwa nemunhu wese (chero nani zvake)
zvakanaka zvakadaro (kupinda muchato, chero neniwo)
zvakanaka zvinodiwa nemunhu wese (chero nani zvake)
zvakanaka zvakadaro (varume, nhai varume)
zvakanaka zvinodiwa nemunhu wese (varume_e_e, varume)
zvakanaka zvakadaro (varume, nhai varume)
zvakanaka zvinodiwa nemunhu wese (varume_e_e)
كلمات أغنية عشوائية
- curtis stigers - everybody cryin' mercy كلمات الأغنية
- destroyer - it’s in your heart now كلمات الأغنية
- nya - dark places كلمات الأغنية
- jot4aa - pierdo el tiempo كلمات الأغنية
- blvckjesus - never ends كلمات الأغنية
- syrxge - michael myers كلمات الأغنية
- shamiaroyalty - one nation كلمات الأغنية
- moonsun (susanne & thomas) - still miss you كلمات الأغنية
- kaleidoscope (english band) - the coronation of the fledgling كلمات الأغنية
- cam wales - clear viewed كلمات الأغنية