kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

alick macheso - kuverengera كلمات أغنية

Loading...

[verse 1: al!ck macheso]
waimuona uchimuchiva nekuda kwerunako rwake, rwaakabarwa anarwo neva bereki vake
vanondiona vanozviva, fambidzano w_ngu ini naye kuti, takadaro titori chinhu chimwe chete
kusaziva kuti anoti tiri ani naani
kuda zvimwe anoti tiri bhudhi na sisi
zvimwe zvacho tinonetsa kuzvihwisisa!

[pre_chorus: al!ck macheso]
“iye, nekuti ndew_ngu”
“iniwo, nekuti ndiri wake”

[verse 2: al!ck macheso]
kudai ndiri ini zvangu kana kuti dai ndiri iye handairebesa munamato sadza richipora
kudai ndakazvifunga kare ndaigara ndakangomuudza nezve shoko rangu rerudo naye
kuverengera chete ndiko kwakaitika
uyewo zvangu handina wekuchema naye
kuverengera chete ndiko kwakaitika

[pre_chorus: al!ck macheso]
“ini, nekuti handisi wakе”
“iye, nekuti haasi w_ngu”

[verse 3: al!ck macheso]
wandapfimba newе unoda kupfimbawo
wandapfimba newe unoda kuofimbawo
wandatora newe unoda kutorawo
wandatora newe unoda kutorawo
“vari_ivo_vaye_vaye_vana muronda tsimba!”
“vasiye_vacharumwa_nechekuchera_aah!”
[verse 4: al!ck macheso]
wandapfimba newe unoda unoda kuofimbawo
wandapfimba newe unoda kuofimbawo
wandatora newe unoda kutorawo
wandatora newe unoda kutorawo
“vari_ivo_vaye_vaye_vana_ muronda tsimba”
“vasiye_vacharumwa_nechekuchera_aah”

[chorus: al!ck macheso]
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
hona_zvavave nhasi!

[chorus: al!ck macheso]
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kutora uchisiya, kutora wosiyazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
kupfimba woramba, kupfimba worambazve
hona_zvavave nhasi, hona_zvavave nhasi
tarira kwazvakusvitsa_a
tarira kwazvakusvitsa_a

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغنية الشائعة حالياً

Loading...