alick macheso - kutadzirana كلمات أغنية
[verse 1: al!ck macheso]
kutadzirana, kupopotedzana kunoitika
ndizvo saka kwakava neshoko rinoti iro
chakaf_kidza dzimba idzi matenga iwaya
k_mwe kuburana kunoita kuti tinzwisisane
[verse 2: al!ck macheso]
kubata kana kusabata kuriko mukuvhima
asi handizvo zvingatadzisa vavhimi kuvhima
nekuziva kuti mazuva haanakiba ose
asi kuti zvinotowedzerawo simba reuvhimi
[verse 3: al!ck macheso]
kuwana kana kushaya zvirimo mukutsvaga
dai zvisipo vacheri vegoridhe dai vasipo
nekuoma kwemarwadziro ekuchera goridhe
asi havasiye vanotoenda mberi nekuchera
[verse 4: al!ck macheso]
kutora mwana w_ngu k_muita nhapwa (aite nherera ah)

kutora mwana w_ngu k_muita nhapwa (aite nhеrera ah)
kutora mwana w_ngu k_muita nhapwa (aite nherеra ah)
[chorus: al!ck macheso]
ndakadzidzisa pfungwa dzangu, ndikadzidzisa moyo w_ngu
zvese neropa rangu k_mira nezviripo

isu mafuza tine nhamo
isu mafuza tine nhamo
vakangwara havana nhamo
vakangwara havana nhamo
kusina amai hakuendwi
kusina amai hakuendwewo
[pre_chorus: al!ck macheso]
isu mafuza tine nhamo
isu mafuza tine nhamo
vakangwara havana nhamo
vakangwara havana nhamo
kusina amai hakuendwi
kusina amai hakuendwewo
[verse 5: jonas kasamba]
hande divine muzenda, wezhira
[verse 6: jonas kasamba, zhili mumbamulapi & orchestra mberikwazvo]
maiwe tumai
maiwo basumbi
chisumbi chinena
mai ak_mbelela
maiwe tumai
maiwo basumbi
chisumbi chinena
mai ak_mbelela
كلمات أغنية عشوائية
- soul meets body - expect the worst كلمات أغنية
- kust od - prólogo كلمات أغنية
- gigi lamayne - stimela كلمات أغنية
- daughtry - separate ways (worlds apart) كلمات أغنية
- nikiforova - boris كلمات أغنية
- prizes roses rosa - always returning... كلمات أغنية
- thecitizen - breaking myself كلمات أغنية
- t clipse - priorities كلمات أغنية
- fabian barona - hoodie كلمات أغنية
- merkibuay - agadir كلمات أغنية