alick macheso - kushungurudzwa كلمات الأغنية
[verse 1]
mwari baba komboreraiwo apa zve
mwari baba komboreraiwo apa zve
zvamuri ndimi munoona zvatisingaone isu
zvamuri ndimi munoona zvatisingaone isu
chero vavengi nevanofarira zve
ndimi munozviona imi zvatisingaone isu
chero vavengi nevanofarira zve
ndimi munozviona imi zvatisingaone isu
[verse 2]
vekweduwe imi ticheukeiwozve
vekweduwe imi ticheukeiwozve
zvotongotamburudzwa wani musingadzimure sei
zvotongotamburudzwa wani musingadzimure sei
[verse 3]
nhai amai tarirai zvotoitwa isu
nhai amai tarirai zvotoitwa isu
zvotongoitwa sengoro wani makangotarira sei
zvotongoitwa sengoro wani makangotarira sei
[verse 4]
baba kani tarirai mweya yetsinho
baba kani tarirai mweya yetsinho
zvotongoshungurudzwa wani musingapindire sei
zvotongoshungurudzwa wani musingapindire sei
[verse 5]
vedzinza redu ngatiisei misoro pamwe
vedzinza redu ngatiisei misoro pamwe
tonamata tariro iri imwe chete
tonamata tariro iri imwe chete
pangabikwa doro topira tiri pamwechete
pangabikwa doro topira tiri pamwechete
hoya!
[chorus]
pane vamwe vachazozviyemura
vana vedu tisu takavarwira isu
muhondo yavo yavaive nayo ihuru
nhasi uno ave makomborero kwavari
vanoziva kwavanozviturira ivo
isu chedu kuvazarurira gwara
vawane kufambawo zvakanaka
vapuhwe dura ravo rinemutsa vana ava
vapuhwe dura ravo rinemutsa vana ava
pane vamwe vachazozviyemura
vana vedu tisu takavarwira isu
muhondo yavo yavaive nayo ihuru
nhasi uno ave makomborero kwavari
vanoziva kwavanozviturira ivo
isu chedu kuvazarurira gwara
vawane kufambawo zvakanaka
vapuhwe dura ravo rinemutsa vana ava
vapuhwe dura ravo rinemutsa vana ava
kana zvakadaro masimba towedzera
hatingasiyi vana vachitambudzika isu
kana zvakadaro masimba towedzera
hatingasiyi vana vachitambudzika
kana zvakadaro masimba towedzera
hatingasiyi vana vachitambudzika isu
kana zvakadaro masimba towedzera
hatingasiyi vana vachitambudzika
kana zvakadaro baba simba towedzera
hatingasiyi vana vachitambudzika
[chorus]
pane vamwe vachazozviyemura
vana vedu tisu takavarwira isu
muhondo yavo yavaive nayo ihuru
nhasi uno ave makomborero kwavari
vanoziva kwavanozviturira ivo
isu chedu kuvazarurira gwara
vawane kufambawo zvakanaka
vapuhwe dura ravo rinemutsa vana ava
vapuhwe dura ravo rinemutsa vana ava
كلمات أغنية عشوائية
- loveboy - pluck a flower كلمات الأغنية
- smoke bomb - gir كلمات الأغنية
- retoxik - redemption freestyle كلمات الأغنية
- lil wop - prada كلمات الأغنية
- d$b reggie - i’m the type كلمات الأغنية
- smoke bomb - whipswerving. كلمات الأغنية
- wolfi - cameras كلمات الأغنية
- milky day - maybe i'll go كلمات الأغنية
- chain of meaty pigs - fermium كلمات الأغنية
- furlax - comète كلمات الأغنية