kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

alick macheso - kusekana kwaana kamba كلمات أغنية

Loading...

[verse 1: alick macheso]
variko variko vamwe vanogarira kuongorora magariro evamwe pasi pano
variko variko vamwe vanogarira kuongorora magariro evamwe pasi pano
ko imi enyu, awongororwa nani (imi, imi)
ko imi enyu, awongororwa nani (ah_wee)
ko imi enyu, awongororwa nani (imi, imi)
ko imi enyu, awongororwa nani (imi ka imi)
hey_hey_hey
hmm

[verse 2: alick macheso]
uripo uripo hama unogarira kuongorora zvakashata nhasi iwe
uripo uripo hama unogarira kuongorora zvakashata nhasi iwe
ko iwe zvako, zvapenengurwa naniko? (iwe, iwe, zvako)
ko iwe zvako, zvapenengurwa naniko? (iwe)
ko iwe zvako, zvapenengurwa naniko? (iwe, iwe, zvako)
ko iwe zvako, zvapenengurwa naniko? (iwe, iwe, zvako iwe)
oh hey_hey_hey
hmm

[verse 3: alick macheso]
variko varipo mufunge akamirira kutongoseka hama dzakaremara
varipo varipo mufunge vakamirira kutongoseka hama dzakaremara
ko imi vaseki, muchasekwa naniko (imi, nhai)
ko imi vaseki, muchasekwa naniko (ah_wee)
ko imi vaseki, muchasekwa naniko (imi, nhai)
ko imi vaseki, muchasekwa naniko (imi)
oh hey_hey_hey
hmm
[chorus: alick macheso]
ko iwe zvaunoseka urema hwangu ini
ko iwe zvaunoseka urema hwangu ini
handizirini, kudawo kwamwari
handizirini, kudawo kwamwari
kusekana kwaana kamba, kwekusekana makwati
kusekana kwaana kamba, kwekusekana makwati
zvawaona zitostso riri muziso mangu umu
zvawaona zitostso riri muziso mangu umu
watadza neiko kundifuridzawo shamwari?
watadza neiko kundifuridzawo shamwari?
kusekana kwaana kamba, kwekusekana makwati
kusekana kwaana kamba, kwekusekana makwati
zvawaona kushata hwake mukadzi wangu uyu
zvawaona kushata hwake mukadzi wangu uyu
zvakurwadza papi usiwe unomuchengeta
zvakurwadza papi usiwe unomuchengeta
zvakurwadza papi usiwe unomukosha
zvakurwadza papi usiwe unomukosha

[verse 4: alick macheso]
dzidza kuti chaona hama hachisekanwi
ungo chaona hama, hachisekanwi
dzidza chaona hama, hachisekanwi
chero ndingave ndini, ndinonzwa seiko?
chero angava mutorwa, anonzwa seiko?
chero angava mutorwa, anonzwa seiko?
chero ungave ndiwe, unorwa seiko?
chero ungave ndiwe, unorwa seiko?
chero ungave ndini, ndinonzwa seiko?
[verse 5: alick macheso]
hweye_hweye_hweye_hweye
hweye_hweye_hweye_hweye
hweye_hweye_hweye_hweye
hweye_hweye_hweye_hweye
hweye_hweye_hweye_hweye
ah_ey, ah_ey, ah,ey ka
ah_ey, ah_ey, ah,ey ka
ah_ey, ah_ey, ah,ey ka
ah_ey, ah_ey, ah,ey ka
ay_hee
ay_hee
ay_hee
ay_hee
hokodi, sikoda, sukoda, hakadi, haka, choo, hokodi, regeda, sukoda, ahhh, hoka, haka, haka, haka, zigaigai
hmmm

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغنية الشائعة حالياً

Loading...