alick macheso - kudzwai كلمات الأغنية
[intro: jonas kasamba & al!ck macheso]
yatanga seyatanga kare, remember my prophecy
al!ck macheso idhara kubvira kudhara ano kakata, waya vanhu vachifara
mune tsitsi (mune tsitsi)
mune tsitsi (mune tsitsi)
mune tsitsi, ndimiyave munerudo (ndimiyave munerudo)
mune rudo, (mune yesu)
mune rudo, (munerudo)
mune rudo, ndimiyave munerudo
[verse 1: al!ck macheso]
vana venyu makatida ishe w_ngu, musina rusaruro, kuti ava ndevepiko
vana venyu makatida mwari w_ngu, musina rusaruro, kuti ndiani
mhuri dzenyu makadzida mwari, musina rusaruro, zvirizvakangwa
[chrous: al!ck macheso]
ndimi mega mune simba
rekuusungura, nekuusungura pakusungwa
nekuda memo dzerima
kudzwai, (kudzwai)
kudzwai
kudzwai mwari vangu, (baba kudzwaioo)
yave, (eee)
kudzwai, kudzwaioo
kudzwai mwari vangu, nhai kudzwaiee
yave
[verse 2: al!ck macheso]
كلمات أغنية عشوائية
- الشيخ مليك - erawja | الروجة - fada vex كلمات الأغنية
- tizzy gang - low كلمات الأغنية
- kelsey waldon - getting there كلمات الأغنية
- montéz - unter wasser könn' wir nicht atmen - klimaschutzrap كلمات الأغنية
- moa lignell - make you feel my love كلمات الأغنية
- afterhours - io so chi sono كلمات الأغنية
- lasse berghagen och plura - somliga går med trasiga skor كلمات الأغنية
- prince don - hatin on me كلمات الأغنية
- hangzoo - 에프킬라 (f.killer) كلمات الأغنية
- niia - hurt you first كلمات الأغنية