alick macheso - gungwa كلمات الأغنية
[verse 1]
michato yamavavarira kuda kugura iyoyi
manga muine chokwadi nezvitsidzirano zvenyu here?
hukama hwamavavarira kuda kugura ihwohu
muchazohurangarira muchikomana chidoko ichochi
[verse 2]
misha yamavavarira kuda kupisa iyoyi
yakararamira vanhu vakawandisisa
gomo ramavavarira kuda kutimba irori
mukaita munyama muchatsimbirirwawo
[verse 3]
njanji yamavavarira kuda kugura iyoyi
zvairiyo inouya nezvakamirirwawo
gungwa ramavavarira kuda kukupa irori
mukaita munyama munokukurwawo
[verse 4]
misindo yamavavarira kuda kutanga iyoyi
mukaita munyama muchabhokodoriwa
dyiri ramavavarira kuda kugobora irori
vanhu nemhuka tinopfuura nepo tichinhonga mazhanje
[verse 5]
upenyu hwomorasirira kunge mbudzi vana vamai vangu
nekuda kwezvisingazenge, zvichiputsa zvanga zvakatonaka
[verse 6]
vaikupa nei gungwa, vaikupa nei?
vaikupa nei gungwa, vaikupa nei?
vaishandisa mikombe nemakomichi
vaishandisa mikombe nemakomichi
vaishandisa zvigubhu nemabhavhu
vaishandisa zvigubhu nemabhavhu, kukupa nyanza
[verse 7]
vaitimba nei gomo, vaitimba nei?
vaitimba nei gomo, vaitimba nei?
vairitimba nembezo nemapiki, gomo
vairitimba nembezo nemapiki, gomo
vachishandisa zvipunu sema_shovel
vamwe nemigwaku sema_shovel
[verse 8]
waitangirei musindo, uchiutangirei?
uchitangirei musindo, uchiutangirei?
iwe uchiziva kuti hauzvimirire
waithemba vamwe vachapindira
kana waithemba vamwe vachapindira
كلمات أغنية عشوائية
- eclat story - nyaman كلمات الأغنية
- joão neto & frederico - adoro كلمات الأغنية
- aylin aslım - beyoğlu kimin oğlu كلمات الأغنية
- alus - babe ruthless كلمات الأغنية
- asim bon - look ma, i won't make it كلمات الأغنية
- hollie blue - broken seeds كلمات الأغنية
- wasi - ball in my court كلمات الأغنية
- co cash - old me, new money كلمات الأغنية
- sarah juers - magic كلمات الأغنية
- afourteen - oxter كلمات الأغنية