
alick macheso - chitubu lyrics
[verse 1: macheso]
mazano chitubu, simba mukaka hatingakame su mombe tikadzipedza
mwari vanoziva ruramo yazvo kwete venyama
[verse 2: macheso]
mazano chitubu, simba mukaka hatingakame su mombe tikadzipedza
mwari vanoziva ruramo yazvo kwete venyama
[verse 3: macheso]
tinozviziwa kakara kununa hudya kamwe asi hazvina kunaka hamadzangu (idya chako wega cheziya)
kwete cheruzhinji ngozi yawapara
[verse 4: macheso]
tinozviziwa kakara kununa hudya kamwe asi hazvina kunaka hamadzangu (idya chako wega cheziya)
kwete cheruzhinji ngozi yawapara
[verse 5: macheso]
kana kaguta kanozobuda pachena weruzhinji oziva hama dzangu we takashandiswa (kana nguva iripo)
ototora mukana wekushandira zvako zvisina bopoto
[verse 6: macheso]
kana kaguta kanozobuda pachena weruzhinji oziva hama dzangu we takashandiswa (kana nguva iripo)
ototora mukana wekushandira zvako zvisina bopoto
[chorus: macheso]
simba mukaka unokamwa uchisisa waniii
mazano chitubu unochera chichisinina wanii
maoko maranda hama dzangu tisambo chema
tingangorwadziwa nazvo sei vamwe vaguta kare
hatingazive zvimwe ndimwari vaita zvidaro
varipo vakapfuma vakabva mukushandiswa
[chorus: macheso]
simba mukaka unokamwa uchisisa waniii
mazano chitubu unochera chichisinina wanii
maoko maranda hama dzangu tisambo chema
tingangorwadziwa nazvo sei vamwе vaguta kare
hatingazive zvimwe ndimwari vaita zvidaro
varipo vakapfuma vakabva mukushandiswa
Random Lyrics
- fizica - тетрадь смерти - death note lyrics
- alvarø rubiø - the loneliest man in the galaxy lyrics
- twisthiphop - the cleansing lyrics
- richard stilgoe - introduction (one piano) - live lyrics
- sandy - resala mennak | رسالة منك lyrics
- lost - 345 (three hundred forty five) lyrics
- articles - chi eh lah lyrics
- nucleares (es) - mira como chorrea lyrics
- curren$y - brian de palma lyrics
- zesau - jeune lion lyrics