
alick macheso - baba vasandy كلمات أغنية
[verse 1: al!ck macheso]
nhai baba vasandy munodarirei pamberi pevana
vana vanoziva musiyano wekufara nekusuwa
vana vanoti kudiiko nazvo (vana vanoti kudiiko)
vana vanoti kudiiko nazvo (vana vanoti kudiiko diiko nhai)
[verse 2: al!ck macheso]
imi baba vevana manyepoiko asingaperi
kubasaiko kwamunouya isu vamwe tatorara
pamunouira k_mba tototi maihwee vauya
yuhwi vana ava amai, tavakanganisa, pfungwa toga toga
tavakanganisa, yuhwiii vana ava amai
tavakangaisa, pfungwa toga toga (tavakanganisa)
[verse 3: al!ck macheso]
varope sure here vana vakatarira
chidzidzoiko chavachadzidza kubva kwatiri
pavanodzokera zvonzi vana ava hapana dzinza
tose tichati kudiiiko nazvooo (tose tichati kudiiko)
vanambuya vachati kudiiko (vana mbuya vachati kudiiiko nazvo)
vehukama vachati kudiiiko nazvo (vehukama vachati kudiiiko diiko nhai)
[verse 4: al!ck macheso]
zvimwe hazvibvire kurevaaaa
pamberi pevana
zvimwe hazvibvire kutaura
tavapariraka
zvimwe hazvibvire kurevaaaa
pamberi pevana
zvimwe hazvibvire kutaura
tavapariraka
[verse 5: al!ck macheso]
bopoto pamba rinoita kuti mhuri ishungurudzike
pose paari unomuona anyerere
bopoto pamba rinoita kuti mhuri ishungurudzike
chero kuchikoro unomuona nekusuwa
sandy naye anofanogashira baba vabve kubasa
vasvikaa nguva dziripo
sandy nayе anofanogashira baba vabve kubasa
vauya nguva dziripo
[verse 6: al!ck macheso]
vauya vauya babaaaa
vauya baba ohhhh vauya vauya, zvihwitsi muhomwe
vauya vauya babaaaa
vauya baba ohhhh vauya vauya (vane bеpanhau)
vauya vauya babaaa
vauya baba ohhhh vauya vauya tunonaka parutivi
كلمات أغنية عشوائية
- cinnamon - backwards كلمات أغنية
- alex cortes & the wavez - better now كلمات أغنية
- sadboymanii - loml. (love of my life) كلمات أغنية
- kindsight - don't you grow up كلمات أغنية
- solitario - doble temporal كلمات أغنية
- hulvey - coma كلمات أغنية
- zach sands - living in oblivion كلمات أغنية
- mackned - fyb كلمات أغنية
- indigo jams - mamá me dijo كلمات أغنية
- dhanunjay, amala chebolu - whattey beauty كلمات أغنية