
alick macheso - baba namai كلمات أغنية
[verse 1]
baba namai musha wedu washata
mamhepo awanda hatichaziva zvekuita
baba namai musha wedu washata
mamhepo awanda hatichaziva zvekuita
[verse 2]
tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa
sekuru zanda kutsakatika nenyika
tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa
sekuru zanda kutsakatika nenyika
[verse 3]
kana paine akashinhwa akaromba chikwambo
ngaabude pachena chidzorerwe k_mwene wacho
kana paine akashinhwa akaromba chikwambo
ngaabude pachena chidzorerwe k_mwene wacho
(chinopedza dzinza)
[verse 4]
zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
angava aniko ada kutipedzesa?
angava aniko ada kutipedzesa?
angava aniko ativavarira?
angava aniko ativavarira?
ingava ngozi yapinda mumba medu
ingava ngozi yapinda mumba medu
chingava chikwambo dzorerai
chingava chikwambo dzorerai
[verse 5]
zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
angava aniko ada kutipedzеsa?
angava aniko ada kutipedzesa?
angava aniko ativavarira?
angava aniko ativavarira?
ingava ngozi yapinda mumba medu
ingava ngozi yapinda mumba mеdu
chingava chikwambo dzorerai
chingava chikwambo dzorerai
[verse 6]
chondofira chiiko ini, chondofiraka ini?
chondofira chiiko ini, chondofiraka ini?
chotofira chiiko isu, chotofiraka isu?
كلمات أغنية عشوائية
- spencer kane - diagram كلمات أغنية
- seabellies - trans ending كلمات أغنية
- desperry - from the jump كلمات أغنية
- the menzingers - the talk كلمات أغنية
- baker boy - mr la di da di كلمات أغنية
- king howl - nocturne كلمات أغنية
- my life with the thrill kill kult - my kinda guy كلمات أغنية
- lil witch - i love you, but... كلمات أغنية
- girls names - hypnotic regression كلمات أغنية
- farruko - carbon sport كلمات أغنية