alick macheso - amai varubhi كلمات الأغنية
[verse 1]
zvatiri tese kudai amai varubhi
manzwira nzwira aya itai mashoma
zvatiri tese kudai amai varuby
manzwira nzwira aya itai mashoma
anopunza musha vana votambura
anopunza musha vana votambura
[verse 2]
tarirai baba jonh namai vajonh
vakaparadzana nekuda kwemanzwira
tarirai baba vjohn namai vajonh
vakaparadzana nekuda kwemanzwira
anoputsa musha imba yoparara
anoputsa musha imba yoparara
[verse 3]
amai vajohn kwavo
baba vajonh kwavo
inhamo kuvana vamuri kushungurudza
amai vajohn kwavo
baba vajohn kwavo
inhamo kuvana vamuri kushungurudza
[verse 4]
monozvinzwawo sei kana muchiona vana
vanenge nherera zvinokonzerwa nei
monozvinzwawo sei kana muchiona vana
vanenge nherera zvinokonzerwa nei
kudai rufu runoparadzanisa
kudai rufu runoparadzanisa
[verse 5]
hatizi tese vana baba tino vanorera vana vemumwe murume
zvakaoma veduwe
hatizi tese vana baba tino vanorera vana vemumwe murume
zvakaoma veduwe
inzwai tsitsi ivai nerumbidzo
inzwai tsitsi ivai nerumbidzo
havazi vese vana mai vanorera vana vemumwe mukadzi
hazvigoni veduwe
havazi vese vana mai vanorera vana vemumwe mukadzi
hazvigoni veduwe
inzwai tsitsi ivai nerumbidzo
inzwai tsitsi ivai nerumbidzo
كلمات أغنية عشوائية
- reezy feezy - pain كلمات الأغنية
- murph watkins - yun woman كلمات الأغنية
- rucka rucka ali - my korea's over كلمات الأغنية
- chico buarque - beatriz كلمات الأغنية
- sw & manito - мы ненавидим мир كلمات الأغنية
- subliminal - סאבלימינל - halevay - הלוואי كلمات الأغنية
- jammer - intro (top producer) كلمات الأغنية
- b'ta f - evol كلمات الأغنية
- calle 13 - fuera de la atmósfera del cráneo كلمات الأغنية
- jeezy - money to blow (remix) كلمات الأغنية