
alick macheso & orchestra mberikwazvo - makandidana كلمات أغنية
Loading...
makandidana ndikasawuyako k_musha ndisina mari
sagumbuke mhai vanguwe
dzorai mwoyo
sagumbuke mhai vanguwe
zvamuri ndimi nyakubereka wani
sagumbuke mhai w_nguwe
musarovera zamu pamuhacha mai vangu
dzimwe nguva mukati mwana ashaina
zvakadzvanya mhai sorry sorry ndazvinzwaaa aaah
dzimwe nguva mukati mwana ashaina
zvakadzvanya mhai sorry sorry ndazvinzwaa
dzorai mwoyo
sorry sorry ndazvinzwaaaa
zvamuri ndimi nyakutobora waani
musarovera zamu pamuhacha mai vangu
wakandidana ndikasa cheuka ndisina kunzwaaa sorry sorry umwe w_nguwe
wakandi bhipa ndikasakufonera back ndisina mari
usatsamwe chimwe changu we
dzora mwoyo usatsamwe chimwe changu we
usatsamwe usatsamwe usatsamwe chimwe changuwe
dzora mwoyo
كلمات أغنية عشوائية
- bestiality business - lust and honor كلمات أغنية
- perrans pågar - perrans rap كلمات أغنية
- scarf party - ahh young love كلمات أغنية
- jake shimabukuro - something كلمات أغنية
- rising insane - breakout كلمات أغنية
- jul - cette fois كلمات أغنية
- solitario - ¿para qué? كلمات أغنية
- fulminacci - brutte compagnie كلمات أغنية
- skye wells - christmas alone كلمات أغنية
- caterina caselli - amico è (inno dell'amicizia) كلمات أغنية