alick macheso & orchestra mberikwazvo - charakupa كلمات الأغنية
Loading...
charakupa denga tenda iwe
tendawo iwe ugopiwa zvimwe
kana zvakawanda ipawo
kune avo vanoshaya vapewo uchatendwa nashe
varipo vangakusvibisa moyo
rega vakadaro
ita chete zvawakapirwa nashe
kukupa kuona zvauri
unemoyo unerudo nevamwe usadzoke shure
vavariro yavo ndeiyika
kuda k_mwaya tsito mumukaka
moyo yavo ivo yakasviba
mwari vanoziva zvavakatisikira isu
pagumi panechimwe, chimwe badzi chauchabuda nacho
kana ndiriseni ndirimuimbi ini
ndipowo pane chiraramo changu
nevamwe vandin0bata navo
handei mberi tipe vanhu kudya kwenzeve
isu hazvisi zvedu isu chedu hubvonga chete
kana tabvonga togadzika vanodyawo vodya
kushata kana nhapitapi vachadudzira ivo
كلمات أغنية عشوائية
- rkvc - the game ( كلمات الأغنية
- archont - kobieta كلمات الأغنية
- lonely benson - let it go كلمات الأغنية
- мумий тролль (mumiy troll) - sos матросу! كلمات الأغنية
- raw deal the future - in da club كلمات الأغنية
- helisir - ashes كلمات الأغنية
- roos blufpand - mama كلمات الأغنية
- julien-k - spectromeda كلمات الأغنية
- drake - ovo sound radio episode 64 tracklist كلمات الأغنية
- real miles x jarnado - ballin' on a budget كلمات الأغنية